KwaunobvaDuramazwiSshatirwa

Duramazwi · chiito

shatirwa

be angry · angry

-Isamwadumbirwa

Zvinoreva

Kana munhu akashatirwa anenge ane shungu uye anenge ava nehasha.

1

Kana munhu akashatirwa anenge ane shungu uye anenge ava nehasha.

Asi unomuziva here munhu akupa mvura uyo?" Vakabvunza vachiratidza kushatirwa chose ndichibva ndadzungudza musoro.

Akafanira kuva munhu asingakurumidzi kushatirwa nhando, kana kukurumidza kusviba moyo.

Vatete: (Vashatirwa) Ehede, haano manenji!

2

Kana munhu akanzi ashatirwa pabasa anenge azvipira zvikuru pariri uye ava kushanda nomwoyo wake wese.

Zvakafanana

-Isamwa · dumbirwa

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word