Duramazwi
Zvinoreva
Kugumburwa.
1
Kugumburwa.
Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kushamiswa kana kushatiriswa nezvimwe zvinhu.
Kana munhu achiti fadhamu fadhamu kufamba, anenge achikanda nhano refu, senge zviya ashatiriswa.
Kupora kuserera kweshungu dzambenge dzakabata munhu anga ashatiriswa, kana kuti anga awirwa nedambudziko.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shatirwa
be angry
VerengaSwipe for the next word