Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu agumbuka anenge asina kufarira zvinhu zvaaitirwa.
1
Kana munhu agumbuka anenge asina kufarira zvinhu zvaaitirwa.
Zvino ndiko kwavaiudzwa kuti hanzi Zoro haasi kana kuda kuona munhu akagumbuka.
Kuti ndizive kuti kwaive kugumbuka here, kutya or kupererwa handizivi.
Nakapesana nawo ndakaisa muromo mumhino chaimo nekuti ndaive ndagumbuka zvekutorevesa chaiko.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumbukira
Kugumbukira munhu kusafarira zvaanenge akuitira.
VerengaSwipe for the next word