KwaunobvaDuramazwiGgumbo

Zvinoreva

Gumbo inhengo yemuviri wemunhu kana wemhuka, inoshandiswa pakufamba uye inova ndiyo inotsika pasi.

1

Gumbo inhengo yemuviri wemunhu kana wemhuka, inoshandiswa pakufamba uye inova ndiyo inotsika pasi.

Tadiwa kakada kutiza ndokubva angonzi gumbo mhiku achidonha pasi nemazino.

Kana vari mama vaive vakamira vachitambisa tambisa rimwe gumbo nehasha.

Chinya chegurwe kudashura gumbo neshungu.

Zvakafanana

tsiko · mukumbo · murenje · boda

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gumbomuturi

Kana munhu akanzi ane gumbomuturi anenge aine makumbo akakura zvinenge zvakada kupfurikidza.

Verenga

Swipe for the next word