KwaunobvaDuramazwiGgumbu

Duramazwi · zita

gumbu

Zvinoreva

Gumbu inzira inenge yakakura nokuti inofambwa nevanhu vakawanda.

Gumbu iguhwa rinoparadzanisa vanhu.

Kuti gumbu kupingwa nechinhu chisingabvi pachiri.

1

Chokwadi vaive nechigumbu chisingaite baba ava.

2

3

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gumbuka

Kana munhu agumbuka anenge asina kufarira zvinhu zvaaitirwa.

Verenga

Swipe for the next word