KwaunobvaDuramazwiGgumbura

Duramazwi · chiito

gumbura

annoy; disappoint

Zvinoreva

Kugumbura kukonzera kuti munhu adzadzarike kana kupunzika nokuti anenge arovera gumbo pane chinhu chaanga asingaoni.

1

Kugumbura kukonzera kuti munhu adzadzarike kana kupunzika nokuti anenge arovera gumbo pane chinhu chaanga asingaoni.

Izvi hazvaifanira kugumbura munhu chero chiri chokwadi chaibuda apa.

Handina kuziva kuti mashoko andakataura pamusoro pako achakugumbura.

2

Kana chinhu chichigumbura chinenge chichishatirisa.

Kukonewa kwemwana muchikoro kwakagumbura mai vake.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gumbure

Gumbure mudziyo wepurasitiki une muromo mudoko, unoshandiswa kutakurira zvakasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word