Duramazwi
-kukunya-kuhunwa-pumhunwa
Zvinoreva
Kana munhu akagumburwa anenge arovera gumbo rake pane chimwe chinhu chaanga asingaoni achifamba.
1
Kana munhu akagumburwa anenge arovera gumbo rake pane chimwe chinhu chaanga asingaoni achifamba.
Akarwadziwa chigumwe paakagumburwa nedombo.
Kana ukafinhika mvura yawakatakura unenge wairasa mushure mokunge wagumburwa.
Kuti debva kuwira pasi. Chidhakwa chakagumburwa chikati debva mumadhaka.
2
Kana munhu akagumburwa anenge a-
Zvakafanana
-kukunya · -kuhunwa · -pumhunwa
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumbushu
Kuti gumbushu kungorara pachena pasina chokufuka.
VerengaSwipe for the next word