Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuita gumbwa kuenda kundobvunzira kun'anga makawanda, mushure mokunge mumhuri kana mumusha maita dambudziko.
1

Mumusha makanga mongoti azvara mwana ofa, vakuru ndokuchizorongayegumbwa.
Kuita gumbwa kuenda kundobvunzira kun'anga makawanda, mushure mokunge mumhuri kana mumusha maita dambudziko.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gumbwi
Gumbwi ishiri hombe ine mutsipa mutema nemakumbo marefu, inowanzoonekwa mumapani.
VerengaSwipe for the next word