Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana vanhu vachienda kugata vanenge vachienda kun'anga kundobvunza zvauraya mufi. Patakainda kugata, takaudzwa kuti sekuru vakaroyiwa.
Kugata kutaura kweku-zvida kungaitwa nomunhu senzira yokudenha vaari kutaura navo. Mu-
Gata kumacheto kwemugwagwa kune mugero unoyerera nemvura. Mota yabuda mumungwagwa ikazomira yava mugata.
Munyaya dzekuruka, gata ipeteni yekuti unoruka zvakangofanana kumativi ose, zvekuti chirukwa chinobuda chakaita sechakabindurudzwa.

Kurova gata kundoshopera kutsvaka chakauraya hama.
Kana vanhu vakanzi vaenda kundorova gata vanenge vaenda kundotsvaka ruzivo maererano neupenyu hwavo, kana hwevamwe, ku-n'anga.

Gata muhorongwa wakagadzirwa nemarata, kana purasitiki rinoiswa kunoperera marata, kuti urasire mvura divi rimwe. Isa mugomo panopera gata kuti mvura ipinde.
Munyaya dzekuruka, gata ipeteni yekuti unoruka zvakangofanana kumativi ose, zvekuti chirukwa chinobuda chakaita sechakabindurudzwa.
Munyaya dzekuruka, gata ipeteni yekuti unoruka zvakangofanana kumativi ose, zvekuti chirukwa chinobuda chakaita sechakabindurudzwa.
Kana vanhu vachienda kugata vanenge vachienda kun'anga kundobvunza zvauraya mufi. Patakainda kugata, takaudzwa kuti sekuru vakaroyiwa.
Gata kumacheto kwemugwagwa kune mugero unoyerera nemvura. Mota yabuda mumungwagwa ikazomira yava mugata.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gatakata
Kana zvinhu zvichinzi zvakaita gatakata zvinenge zvakawanda chaizvo panzvimbo, uye zvakaitwa zvokuturikidzwa-turikidzwa.
VerengaSwipe for the next word