Duramazwi
zvitutumadza
arrogant
Duramazwi
arrogant
Kuzvikudza.
Kuzvikudza.
Kana Farai ari pavasikana anozvitutumadza kwazvo.
Kana munhu achidada anenge achizvitutumadza nokuonera vamwe vanhu pasi zvakanyanya.
Kana munhu achizvida anenge achizvitutumadza nokuonera vamwe vanhu pasi zvakanyanya.
Duramazwi
01 / 03zviuraya
Kuzvisvitsa kumagumo chaiko.
VerengaSwipe for the next word