Duramazwi
ganza
-vhaira
Duramazwi
Kuganza kutaura kana kuita kunoratidza kuzvikudza.
Kuganza kutaura kana kuita kunoratidza kuzvikudza.
Murume uyu anoganza nokufunda kwake.
Oganza rudzi rwejira rakapfava rinoshandiswa pakusona magawuni emuchato.
-vhaira
Duramazwi
01 / 03ganzvo
Ganzvo nderakaita denderedzwa, panova ndipo panopenderwa rusero uchizova muromo warwo.
VerengaSwipe for the next word