KwaunobvaDuramazwiGganyura

Duramazwi

ganyura

Zvinoreva

Kana munhu achiganyura mumwe anenge achimipindura mazwi anorwadza chaizvo.

1

Kana munhu achiganyura mumwe anenge achimipindura mazwi anorwadza chaizvo.

Ndakada kuti ndinyatsomutsanangurira zvakanaka, achibva andiganyura zvokuti ndakadzoka ndotshatirwa.

Kuparadza kubvanganyura zvinhu zvinenge zvakaita chitutu kana murwi kuti zvipararire.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ganza

Kuganza kutaura kana kuita kunoratidza kuzvikudza.

Verenga

Swipe for the next word