KwaunobvaDuramazwiDdada

Duramazwi · chiito

dada

be proud · proud (be)

-zvida-dambadzika-pitsaanotsenga mvuraanotsvinya

Zvinoreva

Kana munhu achidada anenge achizvitutumadza nokuonera vamwe vanhu pasi zvakanyanya.

1

Kana munhu achidada anenge achizvitutumadza nokuonera vamwe vanhu pasi zvakanyanya.

Musikana wokudada apfuura akatsinzinira maziso, asingadi kana kutitarisa kana kutikwazisa zvako.

Kuti dada dada kufamba kunoita mwana mudiki netunhano tupfupi.

Kana uchiyambuka pane mvura uchiti dada dada, unenge uchiuruka nenhano dzakaita pfupi, uchitya kunyorova makumbo.

Zvakafanana

-zvida · -dambadzika · -pitsa · anotsenga mvura · anotsvinya

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dada dada

Kuti dada dada kufamba kunoita mwana mudiki netunhano tupfupi.

Verenga

Swipe for the next word