KwaunobvaDuramazwiDdada dada

Duramazwi

dada dada

Zvinoreva

Kuti dada dada kufamba kunoita mwana mudiki netunhano tupfupi.

1

Kana uchiyambuka pane mvura uchiti dada dada, unenge uchiuruka nenhano dzakaita pfupi, uchitya kunyorova makumbo.

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dadabvu

Kana ukati nyama dadabvu nemazino unenge wairuma nekuidambura zvine simba nekuti inenge yakaomarara.

Verenga

Swipe for the next word