KwaunobvaDuramazwiDdadadzika

Duramazwi

dadadzika

Zvinoreva

Kana munhu achidadadzika anenge achizvida zvakanyanya.

1

Kana munhu achidadadzika anenge achizvida zvakanyanya.

Kana Chenai akapfeka dhirezi idzva unoona nokufamba achidadadzika.

Kufekesheka kufamba zvishoma zvishoma uchidadadzika, senge uri kumanikidzwa.

Mamwe mazwi ane D

D

Swipe for the next word