Duramazwi
zvida
-dada
Duramazwi
Kana munhu achizvida anenge achizvitutumadza nokuonera vamwe vanhu pasi zvakanyanya.
Kana munhu achizvida anenge achizvitutumadza nokuonera vamwe vanhu pasi zvakanyanya.
Vanhu vanozvida vanonetsa nokuti havaoni zvakanaka zvinoitwa nevamwe.
Hongu zvinhu zvake aizvida but apa aive akunzwa kuti zvedi aive arerukirwa.
Iko zvino vainge vozvida manje nekuti vaive vadzirwa kungoti skirt ndoyaizovadzikisira chete.
-dada
Duramazwi
01 / 03zvidaudau
Munyaya dzezvemutauro zvidaudau ndezvese zvingaiswa kuti mutauro ubude uchinakidza kunzwa.
VerengaSwipe for the next word