Duramazwi
Zvinoreva
Kudinginda kuzvitorera pamusoro kunoita munhu achifunga kuti ari nani kudarika vamwe.
Kana nyama yadinginda inenge yaora, yamera honye.

Kana munhu achinzi apapa anenge afarisa nokudinginda pamusana pokuti akagara zvakanaka muupenyu.
Kudinginda kugarika zvokuti unoona seusina zvichakunetsa.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dingindira
theme
VerengaSwipe for the next word