KwaunobvaDuramazwiDdingaringa

Duramazwi

dingaringa

-ringa-ringa

Zvinoreva

Kudingaringa kutarisa mativi akasiyana uchikasira.

Kana wakati dingaringa unenge wakanangisa chinhu chaunoyemura kana kukoshesa.

1

2

Zvakafanana

-ringa-ringa

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dinginda

Kudinginda kuzvitorera pamusoro kunoita munhu achifunga kuti ari nani kudarika vamwe.

Verenga

Swipe for the next word