Duramazwi · zita
dingindira
theme
Duramazwi · zita
theme
Iyi ipfungwa huru inobuda munyaya inenge yakabata
Iyi ipfungwa huru inobuda munyaya inenge yakabata
Ukakwanisa kuburitsa dingindira riri munyaya yako hazvizokuomere kunyora pfupiso yako.
Paunonyora pfupiso iyi ngairambe yakarerekera kudingindira guru rawaona pakutanga.
Unofanirwa kupa tsananguro yako nepapfupi kuitira kuti usarasane nedingindira remubvunzo wabvunzwa.
Duramazwi
01 / 03dingwiza
Dingwiza rudzi rwechikwenzi chipfupi chine minzwa.
VerengaSwipe for the next word