Duramazwi · zita
-ringa
Zvinoreva
Dinga munhu akapusa zvikuru.
Tsukukuviri.
Kana munhu achizvidinga anenge achizvitarisa muviri wose kuti aone kana zvaakapfeka zvakamufita.
1

2

3

Zvakafanana
-ringa
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dingaringa
Kudingaringa kutarisa mativi akasiyana uchikasira.
VerengaSwipe for the next word