KwaunobvaDuramazwiDdindiri

Duramazwi

dindiri

Zvinoreva

Kuti dindiri kuzadza chinhu kusvika pekupedzisira.

1

Kuti dindiri kusunga chinhu zvakasimba zvokuti chinenge chisisazununguki.

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dindiziri

Kuti dindiziri kubhamba mudenga kungaita chinhu charovera pakaoma.

Verenga

Swipe for the next word