Duramazwi
Zvinoreva
Dindindi howa hukuru hwakaomarara, hwakaita yero, hunokurumidza kuita ho-
1
Dindindi howa hukuru hwakaomarara, hwakaita yero, hunokurumidza kuita ho-
Kuti ndindindi karuzha kanonzwikwa nechekure kure kengoma, pfuti kana kunaya kwemvura.
Urwu rudzi rwehowa hwedindindi hunomera panzvimbo pasina miti yakawanda.
Kana chipfeko chichibata chinenge chichinyatsoti ndindindi nemuviri.
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dindingwe
cheetah
VerengaSwipe for the next word