Duramazwi · zita
dindingwe
cheetah
Duramazwi · zita
cheetah
Dindingwe imhuka yakada kufanana nembada, ine mavara machena nematema, uye inomhanya kusiya dzimwe mhuka dzose.
Dindingwe imhuka yakada kufanana nembada, ine mavara machena nematema, uye inomhanya kusiya dzimwe mhuka dzose.
Dindingwe rinonaka richakweva rimwe, kana iro rokwehwa roti mavara angu azare'vhu.
Dindingwe imhuka yakada kufanana nembada, ine mavara machena nematema, uye inomhanya kusiya dzimwe mhuka dzose.
Nheva imhuka yomusango iri mumhuri imwe chete nezvakaita vana ingwe, nanadindingwe asi iyo yakaita diki zvishoma.
maturasvinga
Duramazwi
01 / 03dindinya
Kana chinhu chakafa chakadindinya chinenge chafuta uye chakaita mafiro ekutaridza kuti hachina kufa choga.
VerengaSwipe for the next word