KwaunobvaDuramazwiDdindinya

Duramazwi

dindinya

Zvinoreva

Kana chinhu chakafa chakadindinya chinenge chafuta uye chakaita mafiro ekutaridza kuti hachina kufa choga.

Kana munhu akafa akati dindinya, anenge akarara zvinoratidza kuti akaita zvekukandwa afa kana kuti akafa nekupondwa.

1

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dindiri

Kuti dindiri kuzadza chinhu kusvika pekupedzisira.

Verenga

Swipe for the next word