KwaunobvaDuramazwiDdindi

Duramazwi · zita

dindi

Zvinoreva

Kuomarara kana kutirira.

1

Kuomarara kana kutirira.

Kana n'ombe ichinzi ine dindi inenge isingabudi mukaka wakawanda asi iyo ine zamu guru.

Kana vanhu vanga vachirwa vakanzi vasiyirana dindi, vanenge varega kurwa asi pasina abvuma kuti akurirwa.

Kana munhu achiti muviri wake waita dindi anenge akuvara, zvokuti muviri wake unenge usisanzwi kana kurwadziwa.

2

3

Kana n'ombe ichinzi ine dindi inenge ine zamo neminyatso yakaomarara zvokutonetsa kukama.

4

Kana vanhu vanga vachirwa vakanzi vasiyirana dindi, vanenge varega kurwa asi pasina abvuma kuti akurirwa.

5

Kana munhu achiti muviri wake waita dindi anenge akuvara, zvokuti muviri wake unenge usisanzwi kana kurwadziwa.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dindikwa

Dindikwa ibasa rakasiyirwa panzira.

Verenga

Swipe for the next word