Duramazwi · zita
dimura
chop
Duramazwi · zita
chop
Kudimura chibage kutora chinenge chichangotanga kuibva mumunda muchichidya.
Dimura imhembwe honho.

Kana munhu achivhuna chinhu anenge achichidimura kuita zvidimbu.
Kubhogodza kudimura chinhu kuti chive zvimedu zvimedu.

Duramazwi
01 / 03dimwaira
Kutsumwaira.
VerengaSwipe for the next word