Duramazwi · zita
dimikira
metaphor
Duramazwi · zita
metaphor
Dimikira chirevo chakadzama chine dudziro yakahwanda, isingaenderane nedudziro yezwi rega rega rinochiumba. _Kurova imbwa wakaviga mupinyi idimikira rinoreva kuita chinhu usingabudi pachena_.
Dimikira chirevo chakadzama chine dudziro yakahwanda, isingaenderane nedudziro yezwi rega rega rinochiumba. _Kurova imbwa wakaviga mupinyi idimikira rinoreva kuita chinhu usingabudi pachena_.
Chechitatu, kana wanzi ushandise dimikira muchirevo hazvirevi kutsanangura zvarinoreva.
Kazhinji tsananguro inenge yakapiwa ichida kuti iwe unyore dimikira ringafanana netsananguro dzinenge dzakapiwa.
Zvino muchikamu chino uchaenderera mberi nokudzidza madimikira asi wakanangana nokupa dimikira rine tsananguro yakapiwa.
Duramazwi
01 / 03dimuka
Kukwanisa kugurwa kashoma.
VerengaSwipe for the next word