Duramazwi · zita
veve
chiveve
Duramazwi · zita
Veve kusanzwa kurwadza kunomboita nhengo yemuviri kwekanguva mushure mekugara pasi kwenguva yakareba, kukuvara kana kubaiwa jekiseni rechiveve.

Kana uchibviswa zino unobaiwa jikiseni kuti paite veve.
chiveve
Duramazwi
01 / 03veza
carve
VerengaSwipe for the next word