Duramazwi
veza
carve
Duramazwi
carve
Kuveza kuchekerera sezvakaita danda kana dombo, kuti ubudise mufananidzo waunoda.
Kuveza kuchekerera sezvakaita danda kana dombo, kuti ubudise mufananidzo waunoda.
Anoveza matombo achobudisa mifananidzo yezvipembere.
Vakomana ava vaiwanzorairwa nekudzidziswa mabasa okuita akaita sokuvhima, kurima, kuveza, kupfirira dzimba nemamwe nabasa akasiyana-siyana.
Kupamhanha kuveza chinhu nechinangwa chokuti chibude chakatetepa asi chakafara.
Duramazwi
01 / 03vezvematongerwo enyika
politicians
VerengaSwipe for the next word