KwaunobvaDuramazwiVvhaidza

Duramazwi

vhaidza

-vidza

Zvinoreva

Kana ukavhaidza mvura unenge waiisa pamoto kuti ifashaire.

1

Kana ukavhaidza mvura unenge waiisa pamoto kuti ifashaire.

Vhaidza mvura mugaba umu tibike tii.

Kana uchituvhaidza munhu unenge uchimurega achiita manyawi, usingamudzori.

2

Kana uchivaidza munhu unenge uchiita zvinoita kuti azvitutumadze achifunga kuti akakosha kudarika vamwe vose.

Zvakafanana

-vidza

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhainisa

Kuvhainisa kutumira zvinhu nebhazi kana chimwe chinhu kuti ugozonosangana nazvo mberi.

Verenga

Swipe for the next word