Duramazwi · chiito
vhaira
boast · boastful · conceited · brag
Duramazwi · chiito
boast · boastful · conceited · brag
Kana munhu achivhaira anenge achida kuti vanhu vaone uye vayemure zvaari kana kuti zvaainazvo.
Kufashaira.

Kuchikoro ainge ongoenda kuno vhaira neuniform nyowani nemabhuku ekuwanda.
Ko iko kufunda kwacho kwamunotodai kuvhaira nako mukadzi mukuru kunoshamisira chii?
Akabva pano achivhaira, akazondotukwa arive ndokudzoka arembedza muromo.

-dada · -damwaira · -tinyara · -ganza
Duramazwi
01 / 03vhairini
Vhairini rudzi rwejira rakakora rinoshandiswa kugadzira zvakaita semakora ehembe.
VerengaSwipe for the next word