Duramazwi
Zvinoreva
Kushamaira kuvhura muromo kunokonzerwa nokuneta kana nokupiswa.
1
Kushamaira kuvhura muromo kunokonzerwa nokuneta kana nokupiswa.
Huku dzai-shamaira nokuti zuva ranga rapisa chaizvo.
Kushamaira kuvhura muromo kunokonzerwa nokuneta kana nokupiswa.
2
Kushamaira kutaura munhu achidada.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03shamatata
Kana munhu a-chishamatata anenge achitaura nezwi riri pamusoro, achiita zvokudaidzira.
VerengaSwipe for the next word