KwaunobvaDuramazwiSshambadza

Duramazwi · chiito

shambadza

advertise · publicize · broadcast

-shambadzira

Zvinoreva

Kana uchishambadza chinhu unenge uchitaurira vanhu kana kuvataridza kunaka kwacho, kuti vachitenge kana kuti vachishandise.

1

Kana uchishambadza chinhu unenge uchitaurira vanhu kana kuvataridza kunaka kwacho, kuti vachitenge kana kuti vachishandise.

Hachina basa nyangwe dai chikazvishambadza sei.

Mushambadziri akashambadza zvigadzirwa zvitsva paredhiyo.

Ichi chibhera chinoshandiswa pamakwikwi kana kuti pakushambadza zvimwe zvinhu.

Zvakafanana

-shambadzira

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word