Duramazwi
Zvinoreva
Kuita zvinoita kuti chinhu chibudirire.
Kuita zvinoita kuti chinhu chibudirire.
Kwaniko baTakue vaisamboita manyemwe ekusimudzira mukadzi wavo ruoko nokuti aizova kanda mashoko.
Ipawo mazano aungafunge kuti hurumende yako ingatevedze mukusimudzira kodzero dzevana ava.
Vaiona zvichisimudzira mhuri yavo kuva nomukuwasha ane chiremera.
Kusimudzira chinhu kuchifambisa chichienda mudenga kuti chisvike pachinofanira kunge chichisvika. Takasimudzira maaramu kuti gejo ridzike.
Kusimudzira kutangisa pakare kuita zvinhu zvamanga mamborega. Mukomana wenharo akapwiswa akambonyarara ndokuzorusimudzira ambonwa masese.
(nyadzo) Kana mukadzi achisimudzira pabonde anenge achitambisa magaro ake nenzira inoita kuti murume anyatsopinde mukati mesikarudzi yake.
Zvakafanana
-nyungurira
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03simuka
arise
VerengaSwipe for the next word