KwaunobvaDuramazwiSsina

Duramazwi · zita

sina

-bvinina

Zvinoreva

Nhungumira.

Kana mvura kana chimwe chinhu chichisina, chinenge chichibuda zvishoma nezvishoma. Paakarohwa mukanwa make makabva matanga kusina ropa.

1

Nhungumira.

Makanya mavara etsvina anosaririra pamuviri kana munhu sina kunyatsogeza zvakanaka.

Ndakaenda kufridge ndokunovhura ndichibva ndatarisa zvakare ndokuwana musina chinhu.

Ndaive ndisina zvandakavatadzira ini mama zvekuti vaizondiitira hutsinye hwakadaro?.

2

Kana mvura kana chimwe chinhu chichisina, chinenge chichibuda zvishoma nezvishoma. Paakarohwa mukanwa make makabva matanga kusina ropa.

Ndaive ndisina zvandakavatadzira ini mama zvekuti vaizondiitira hutsinye hwakadaro?.

Ndaive ndisina hangu basa nehushamwari naye nekuti aive asingade kubvunzwa.

Ndaive ndaneta ndanzwa apo ndisina kana kumbobvira ndaisa chinhu mumukanwa.

3

Kana sadza rasina rinenge rava nezvimvura pasi paro mushure mokuvharirwa kwenguva yakareba.

Zvakafanana

-bvinina

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sinda

Kana chinhu chichisinda chinenge chichirema zvekuti hachitsukunyuki kana chikasundwa.

Verenga

Swipe for the next word