Duramazwi · zita
sinde
jenyamatuwi
Duramazwi · zita
Sinde rudzi rwehove chena dzakati kurei kudarika matemba, dzinowanikwa muhova diki kunyanya.
Sinde rudzi rwehove chena dzakati kurei kudarika matemba, dzinowanikwa muhova diki kunyanya.
Sinde rudzi rwehove chena dzakati kurei kudarika matemba, dzinowanikwa muhova diki kunyanya.
Musinde munhu anotarisirwa pasi nekuda kwebasa kana nzvimbo yake muupenyu.
Tsinde uswa hwakasimba, hunomera mubani, hunogadziriswa shambo nezvimwewo zvakaita sezvitseme zvekushandisa mumba.
jenya · matuwi
Duramazwi
01 / 03sindima
Kana munhu akati sindima anenge akatsamwa, uye asingadi kutaura nevamwe.
VerengaSwipe for the next word