KwaunobvaDuramazwiJjenya

Zvinoreva

Jenya ihurukuro inenge ichiitwa nevanhu vakawanda.

Jenya rumwe rudzi rwe-hove yakaita diki, kufanana namatemba.

Jenya chinanairwa chi-tema chakada kufanana nechiku-mbwe asi icho chine ganda rakao-marara, chinodyiwa.

1

Aipopota zvikuru tichienda kun'anga asi mujenya wakasvikobata mai vake.

2

Jenya rumwe rudzi rwe-hove yakaita diki, kufanana namatemba.

Jenya rumwe rudzi rwe-hove yakaita diki, kufanana namatemba.

Jenya ihurukuro inenge ichiitwa nevanhu vakawanda.

Mujenya kukandira hakata kunoitwa nen'anga pachitsvakwa kuonekwa honzeri yezvinenge zvichinetsa vanhu.

3

Jenya chinanairwa chi-tema chakada kufanana nechiku-mbwe asi icho chine ganda rakao-marara, chinodyiwa.

Jenya rumwe rudzi rwe-hove yakaita diki, kufanana namatemba.

Jenya ihurukuro inenge ichiitwa nevanhu vakawanda.

Mujenya kamuseve kanoshandiswa pamutambo wemadhatsi.

Zvakafanana

mbaravazi · mberevere

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jenyengu

Jenyengu munhu anenge aine tsika yekukurumidza kushatirwa nekupindura vamwe zvi-ne ukasha.

Verenga

Swipe for the next word