KwaunobvaDuramazwiSsimukira

Duramazwi

simukira

Zvinoreva

Kubudirira. Kusimukira kuita sowomira kuti uone zviri kure, kana kuti worwadziwa nokugara.

1

Kubudirira. Kusimukira kuita sowomira kuti uone zviri kure, kana kuti worwadziwa nokugara.

Apo akazoita munyama wekuti maiva neglass saka pese paaisimukira aiona chiso chake chainge chakanganisika zvisingaite.

Kubudirira. Kusimukira kuita sowomira kuti uone zviri kure, kana kuti worwadziwa nokugara.

Kufufumura kukonzera kuti chinhu chizvimbe, kusimukira kana kututuma.

2

Kusimukira kuchovha bhasikoro usina kugara pachityaro.

3

Kana nyika ichinzi ichiri kusimukira zvinenge zvichireva kuti inenge ichiri kuedza kugadzirisa upfumi hwayo kuti huwande.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word