KwaunobvaDuramazwiSsimuka

Duramazwi · chiito

simuka

arise · getup · rise · stand up; depart; leave

Zvinoreva

Kana munhu akasimuka anenge akatsika pasi nemakumbo uye muviri wake wakatwasanuka.

1

Kana munhu akasimuka anenge akatsika pasi nemakumbo uye muviri wake wakatwasanuka.

Tanaka akambozengurira kwave kuzo simuka hake ofamba ndokubuda akananga kuspair kwavo.

Kuti warashu kungo-simuka nekuenda pasina kuonekana nevamwe.

Maitakue vakangosimuka nehasha kwave kunotora poto nemugoti mukitchen mamai Mhofu.

2

Kana munhu ari kufamba rwendo achiti asimuka anenge atangisa rwendo urwu.

3

Kana bhazi richinzi rasimuka rinenge ratinhira raenda rwendo rwarinenge richifanira kuenda.

Zvakafanana

muruka

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

simukira

Kubudirira. Kusimukira kuita sowomira kuti uone zviri kure, kana kuti worwadziwa nokugara.

Verenga

Swipe for the next word