KwaunobvaDuramazwiRruma nzira

Duramazwi

ruma nzira

Zvinoreva

Kana munhu achinzi aruma nzira, anenge atanga uye achishingirira parwendo rurefu rwaanenge achienda.

1

Kana munhu achinzi aruma nzira, anenge atanga uye achishingirira parwendo rurefu rwaanenge achienda.

Rakadoka tichiri kuweshana nenyaya yacho, ndokuzoruma nzira todzokera kwatosviba.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rumamombe

Rumamombe igo hombe, dema kana dzvuku, rinowanzogadzirira nhundu yaro mumwena uye rinoruma zvikuru.

Verenga

Swipe for the next word