KwaunobvaDuramazwiRrumananzombe

Duramazwi · zita

rumananzombe

rumaniko

Zvinoreva

Uyu mukana mudiki wokuti chose chapfuura nepo chinotozvikwizira kuti chipinde. Mumupata umu mune rumananzombe zvokuti n'ombe dzakakora hadzigoni kupinda.

1

Uyu mukana mudiki wokuti chose chapfuura nepo chinotozvikwizira kuti chipinde. Mumupata umu mune rumananzombe zvokuti n'ombe dzakakora hadzigoni kupinda.

Michato kana wanano zvave parumananzombe zuva nezuva nekuda kwemashoko ari kutenderera panharembozha.

2

Kana zvichinzi munhu ari parumananzombe anenge apinda pakushungurudzwa navanhu vakawanda vasingamupi nguva yokuzorora.

Inga uri parumananzombe.

Uku baba vane chikwambo, ukuwo amai vari kuda kuti uroorwe nedhara.

Zvakafanana

rumaniko

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rumano

Rumano mudziyo wokubatisa mapuranga kuti asazungunuka apo anenge achivezwa.

Verenga

Swipe for the next word