KwaunobvaDuramazwiHhwangwaridza

Duramazwi · zita

hwangwaridza

hwangwadza

Zvinoreva

Aka kanzvimbo kokufamba nako kakamanikidzika.

1

Aka kanzvimbo kokufamba nako kakamanikidzika.

Iri idanda rine zvipazi zviri kune divi rinoshandiswa kugadzira hwangwaridza, inozoshandiswa somusuo wokupinda nokubuda nawo.

Gwavava rudzi rwedzvinyu rakakura rinofarira kugara muhwangwaridza dzamaware.

Mbanga ihwangwaridza inosara pagonhi risina kuiswa zvakanaka.

2

Hwangaridza mukana unosara pasi kana kumativi kwemusiwo wakavharwa kana mazitombo akabatana.

Zvakafanana

hwangwadza

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word