KwaunobvaDuramazwiHhwandira

Duramazwi

hwandira

Zvinoreva

Kuhwandira kugarira munhu paasingakuoni kuti ugomubata, kumurova kana kuikuvadza.

1

Kuhwandira kugarira munhu paasingakuoni kuti ugomubata, kumurova kana kuikuvadza.

Zvinogona kubvundunyura zvimwe zvanga zvakazvihwandira zvazvo.

Kuhwandira kugarira munhu paasingakuoni kuti ugomubata, kumurova kana kuikuvadza.

Kutaima kuhwandira chimwe chinhu kuti usvike padhuze nacho asi usingaonekwi.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwandisa

Kuhwandisa chinhu kuchibvisa pachinoonekwa nokuchiisa pasina mumwe angaziva.

Verenga

Swipe for the next word