KwaunobvaDuramazwiVvandira

Duramazwi

vandira

Zvinoreva

Kuvhanyira munhu nenzira yekuhwanda kuitira kumurwisa (to ambush).

1

Kuvhanyira munhu nenzira yekuhwanda kuitira kumurwisa (to ambush).

Chibage chinovandira kune vasina meno.

Kubwatama kutsivarara kunoita munhu kana mhuka yakavandira chimwe chinhu.

Chivandira munhu asingabudi pachena kuti pane zvaanofunga asi zvozongoonekwa pokupedzisira.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word