Duramazwi
Zvinoreva
Kuvandaidza kuita chinhu usingadi kuti vanhu vakuone.
1
Kuvandaidza kuita chinhu usingadi kuti vanhu vakuone.
Patakatizisa mukadzi, takamuvandaidza kusvika tava kure.
Kuvandaidza kuita chinhu usingadi kuti vanhu vakuone.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vandanu
Kuti vandanu kubudisa pachena zvanga zvakavigwa.
VerengaSwipe for the next word