KwaunobvaDuramazwiVvanzaidza

Duramazwi

vanzaidza

Zvinoreva

Kuvanzaidza kuviga chinhu kuitira kuti anochitsvaka asachiona.

1

Kuvanzaidza kuviga chinhu kuitira kuti anochitsvaka asachiona.

Kuvanzaidza kuviga chinhu kuitira kuti anochitsvaka asachiona.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vanzarika

Kuvanzarika kuita kuti chinhu chirare pasi zvinyoronyoro. Vanzarika mwana asamuka.

Verenga

Swipe for the next word