Duramazwi02 / 03vigira [-igira]Kana ukavigira munhu chinhu unenge wauya nacho kubva kumwe kunhu kuti uzomupa.Verenga→
Duramazwi03 / 03vigiridzaKana ukaita chinhu chokuvigiridza unenge wabva kana kuenda nacho pane imwe nzvimbo wakachivharidzira kuitira kuti vanhu vasachiona.Verenga→