KwaunobvaDuramazwiVvi

Duramazwi

vi

Zvinoreva

Kuti vi kuisa zvinhu zvakawanda mumudziyo kana pamwewo panhu, panguva imwe chete.

1

Kuti vi kuisa zvinhu zvakawanda mumudziyo kana pamwewo panhu, panguva imwe chete.

*Akasvikoti huni vi muchoto uchibva watanga kunganduma.*

Chiratidzi Chitsigisi + Chiratidzamupanda i- + -zvi vi.

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word