KwaunobvaDuramazwiVvidza

Duramazwi

vidza

-vhaidza-fashaidza-dotsa

Zvinoreva

Kana ukavidza mvura unenge waiisa pamoto kuti ifashaire.

Kana munhu akavidza zuva achiita chinhu anenge apedza zuva rose achichiita.

1

Kana ukavidza mvura unenge waiisa pamoto kuti ifashaire.

Asi vaipinda vachiteta nokubvunda, vasingatauri mazwi okuzvidza nokuti.

Ramangwana harina achaziva, tabva kure tichinyeperwa, pamwe tinovidza ramangwana tave kwamuchuchisi.

Kana paine waanenge azvidza chokwadi aichiona musi uyoyo.

2

Kana ukavidza doro unenge waisa mumera kana zvimwewo zvinoita kuti ritange kuvavira.

3

Kana ukavidza munhu nehasha unenge waita zvinhu zvinoita kuti hasha dzake dziwedzere kupfuura padzanga dziri.

4

Kana munhu akavidza zuva achiita chinhu anenge apedza zuva rose achichiita.

Uku ndiko kuzvidza baba ava sasamusha.

Paakazvara akaramba ongoita mubvidza weropa, zvokuti ndizvo zvakazomuuraya.

Manzvinzvidza ibvute rinokonzerwa negore romudenga rinenge rakavharidzira zuva.

5

Kana munhu achiita chinhu zvokuvidza zuva anenge achichiita zvokupedza nguva. Kudhidha kwandange ndichiita kwange kuri kokuvidza zuva semunhu anga asina zvokuita.

Zvakafanana

-vhaidza · -fashaidza · -dotsa

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word