KwaunobvaDuramazwiVvigira [-igira]

Duramazwi

vigira [-igira]

-unzira

Zvinoreva

Kana ukavigira munhu chinhu unenge wauya nacho kubva kumwe kunhu kuti uzomupa.

1

Kana ukavigira munhu chinhu unenge wauya nacho kubva kumwe kunhu kuti uzomupa.

Tete vakativigira zvihwitsi pavakaenda kuchitoro.

Zvakafanana

-unzira

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vigiridza

Kana ukaita chinhu chokuvigiridza unenge wabva kana kuenda nacho pane imwe nzvimbo wakachivharidzira kuitira kuti vanhu vasachiona.

Verenga

Swipe for the next word